Mateo 6:28 - Shona BIBLE28 “Munofunganyireiko pamusoro pezvokupfeka? Fungai maruva ebundo, kumera kwawo; haabati basa, haaruki; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Munofuŋganyireiko pamsoro peɀokufuka? Fuŋgai maruʋa eɓundo, kumera kwawo; haaɓati, haaruki; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 “Munofunganyireiko pamusoro pezvokupfeka? Fungai maruva ebundo, kumera kwawo; haabati basa, haaruki; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Ko munozvinetsereiko muchifunga nezvokupfeka? Tarisai muone maruva esango kuti anokura sei. Haabati basa kana kuruka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Ko munozvinetsereiko muchifunga nezvokupfeka? Tarisai muone maruva esango kuti anokura sei. Haabati basa kana kuruka. Viz kapitola |