Mateo 6:20 - Shona BIBLE20 “Asi muzviunganidzire pfuma kudenga, pasina zvipfukuto nengura zvinopedza, pasina mbavha dzinopaza dzichiba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Asi muɀiʋuŋganidzire fuma kuɗeŋga, pasineɀipfunho neŋgura ɀinopedza, pasinembava dzinopaza dziciɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 “Asi muzviunganidzire pfuma kudenga, pasina zvipfunho nengura zvinopedza, pasina mbavha dzinopaza dzichiba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi zviunganidzirei upfumi kudenga, kusina chipfukuto kana ngura inohudya, kusingapazwi nembavha dzichiba, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi zviunganidzirei upfumi kudenga, kusina chipfukuto kana ngura inohudya, kusingapazwi nembavha dzichiba, Viz kapitola |