Mateo 5:9 - Shona BIBLE9 “Vakaropafadzwa vanoyananisa; nokuti vachanzi vana vaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋakaropafadzwa ʋanoyananisa; nokuti ʋacanzi ʋana ʋaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Vakaropafadzwa vanoyananisa; nokuti vachanzi vana vaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vakakomborerwa zvavo vawadzanisi nokuti vachanzi vana vaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Vakakomborerwa zvavo vawadzanisi nokuti vachanzi vana vaMwari. Viz kapitola |