Mateo 5:6 - Shona BIBLE6 “Vakaropafadzwa vane nzara nenyota yoururami; nokuti vachagutiswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋakaropafadzwa ʋanenzara nenyota yokururama; nokuti ʋacagutiswa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Vakaropafadzwa vane nzara nenyota yoururami; nokuti vachagutiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vakakomborerwa zvavo vane nzara nenyota yoururami nokuti vachagutswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vakakomborerwa zvavo vane nzara nenyota yoururami nokuti vachagutswa. Viz kapitola |