Mateo 5:40 - Shona BIBLE40 Kana munhu achida kukukwirira, kuti akutorere nguo yako yomukati, umutendere nenguo yokunzewo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Kana munhu aciɗa kukukwirira, kuti akutorere ŋguʋo yako yomukati, umutendere neŋguʋo yokunze ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Kana munhu achida kukukwirira, kuti akutorere nguo yako yomukati, umutendere nenguo yokunzewo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Kana munhu achida kukukwirira dare achida kukutorera bhatye rako ibva wamupa nejasi rako. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Kana munhu achida kukukwirira dare achida kukutorera bhatye rako ibva wamupa nejasi rako. Viz kapitola |