Mateo 4:13 - Shona BIBLE13 Zvino, akabva Nazareta, akandogara Kapenaume pagungwa, munyika yeZabhuroni neNafitari; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino, wakabva Nazareta, akandogara Kapernaume paguŋgwa, munyika yeZaburoni neNeftarimi; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino, akabva Nazareta, akandogara Kapenaume pagungwa, munyika yeZabhuroni neNafitari; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Akabva kuNazareti akandogara kuKapanaumu padyo negungwa, mudunhu rokwaZabhuroni nerokwaNafutari Viz kapitola |