Mateo 3:17 - Shona BIBLE17 Zvino tarira, izwi rakabva kudenga, richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu anodikanwa, ndinofadzwa naye!” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino tarira, inzwi rakabva kuɗeŋga, riciti: Uyu ndiye Mŋanakomana waŋgu unoɗikanwa, wandinofarira! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino tarira, izwi rakabva kudenga, richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu mudiwa, wandinofarira!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu wapamwoyo anondifadza zvikuru.” Viz kapitola |