Mateo 3:15 - Shona BIBLE15 Asi Jesu akapindura akati, “Chirega hako zvino, nokuti saizvozvo zvakafanira kuti tizadzise kururama kwose.” Johani ndokubva atenda hake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi Jesu wakapindura, akati kwaari: Cirega hako ɀino, nokuti saiɀoɀo ɀakafanira kuti tizadzise kururama kwose. Ipapo akamurega. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Asi Jesu akapindura akati, “Chirega hako zvino, nokuti saizvozvo zvakafanira kuti tizadzise kururama kwose.” Johani ndokubva atenda hake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Jesu akamupindura achiti, “Parizvino rega zvive saizvozvo nokuti zvakanaka kuti tizadzise zvakarurama zvose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Jesu akamupindura achiti, “Parizvino rega zvive saizvozvo nokuti zvakanaka kuti tizadzise zvakarurama zvose.” Viz kapitola |