Mateo 3:13 - Shona BIBLE13 Zvino Jesu akabva Gareriya, akasvika kuna Jodhani kuzobhabhatidzwa naJohani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Jesu wakabva Garirea, akaȿika paJoridani kunaJohane kuzobapatidzwa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Zvino Jesu akabva Gariria, akasvika kuna Jorodhani kuzobhabhatidzwa naJohani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Jesu akabva kuGarirea achienda kurwizi rwaJorodhani kwaiva naJohani kundoombekwa naye. Viz kapitola |