Mateo 3:10 - Shona BIBLE10 Zvino sanhu ratoiswa pamudzi wemiti; saka muti mumwe nomumwe usingabereki michero yakanaka, unotemwa, ukakandirwa mumoto. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino sanhu ratoiswa pamudzi wemiti; saka muti mumŋe nomumŋe usiŋgaɓereki ɀiɓereko ɀakanaka, unotemŋa, ukakandirwa mumŋoto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino sanhu ratoiswa pamudzi wemiti; saka muti mumwe nomumwe usingabereki michero yakanaka, unotemwa, ukakandirwa mumoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Zvino demo ratonanga parinotema midzi yemiti. Naizvozvo muti wose usingabereki muchero wakanaka uchatemwa uchikandwa mumoto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Zvino demo ratonanga parinotema midzi yemiti. Naizvozvo muti wose usingabereki muchero wakanaka uchatemwa uchikandwa mumoto. Viz kapitola |