Mateo 28:8 - Shona BIBLE8 Zvino vakakurumidza kubva pahwiro, vachitya nokufara zvikuru, vakamhanyira kundoudza vadzidzi vake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino ʋakakurumidza kubva pabgiro, ʋacitya nokufara ɀikuru, ʋakamhanyira kundoʋudza ʋadzidzi ʋake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino vakakurumidza kubva pabwiro, vachitya nokufara zvikuru, vakamhanyira kundoudza vadzidzi vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nokudaro vakabva paguva nokukurumidza zvabatana nokutya nokufara kukuru. Vakamhanya kundoudza vadzidzi vake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nokudaro vakabva paguva nokukurumidza zvabatana nokutya nokufara kukuru. Vakamhanya kundoudza vadzidzi vake. Viz kapitola |