Mateo 28:6 - Shona BIBLE6 Haapo pano, nokuti akamuka, sezvaakareva. Uyai, muone paakanga akaradzikwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Haa’po pano, nokuti wakamuka, seɀaakareʋa. Ʋuyai, muʋone pakaŋga paʋete Ishe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Haapo pano, nokuti akamuka, sezvaakareva. Uyai, muone paakanga akaradzikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Haapo pano nokuti amuka sezvaakareva. Uyai muone paanga arere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Haapo pano nokuti amuka sezvaakareva. Uyai muone paanga arere. Viz kapitola |