Mateo 28:4 - Shona BIBLE4 Zvino vanyakugaririra vakadedera vachimutya, vakaita savakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino ʋarindi ʋakaɗeɗera ʋacimutya, ʋakaita saʋakafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Zvino vanyakugaririra vakadedera vachimutya, vakaita savakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mapurisa aya akadedera nokumutya vakati papata sokunge vafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mapurisa aya akadedera nokumutya vakati papata sokunge vafa. Viz kapitola |