Mateo 28:20 - Shona BIBLE20 muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai tarirai, ndinemi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 muʋadzidzise kuceŋgeta ɀose ɀandakakurairai imi; tarirai, ndinemi mazuʋa ose, kuȿikira pakuguma kwenyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 muvadzidzise kuchengeta zvose zvandakakurairai tarirai, ndinemi mazuva ose, kusvikira pakuguma kwenyika.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 muchivadzidzisa kuchengeta zvose zvandakuudzai. Uye tarisai muone, ndinemi nguva dzose kusvikira kuguma kwapasi.” Viz kapitola |