Mateo 28:14 - Shona BIBLE14 Kana zvikanzwika nagavhuna, tichamugutsa, imi murege kusundirwa mhosva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana ɀikanzwika nomuɓati, ticamutendisa, imi murege kusundirwa mhoȿa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Kana zvikanzwika nagavhuna, tichamutendisa, imi murege kusundirwa mhosva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Izvi zvikanzwika munzeve dzagavhuna, isu ndisu tichapedzerana naye kuti murege kuva nechinokutambudzai. Viz kapitola |