Mateo 27:7 - Shona BIBLE7 Vakarangana, vakatenga nawo munda womuumbi wehari kuzovigapo vatorwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakaraŋgana, ʋakateŋga nawo munda womuʋumbi wehari, kuzoʋiga’po ʋatorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Vakarangana, vakatenga nawo munda womuumbi wehari kuzovigapo vatorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Saizvozvo vakarangana vakatenga nayo munda womuumbi wehari kuti vagosivigamo vatorwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Saizvozvo vakarangana vakatenga nayo munda womuumbi wehari kuti vagosivigamo vatorwa. Viz kapitola |