Online Bible

- Reklamy -

Mateo 27:63 - Shona BIBLE

63 vakati, “Ishe, tinorangarira kuti munyengeri uyu, achiri mupenyu, akati, ‘Mazuva matatu apfuura, ndichamuka.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

63 ʋakati: Ishe, tinoraŋgarira kuti munyeŋgeri uyu, aciri mupenyu, wakati: Mazuʋa matatu apfuʋura, ndicamuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

63 vakati, “Ishe, tinorangarira kuti munyengeri uyu, achiri mupenyu, akati, ‘Mazuva matatu apfuura, ndichamuka.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

63 “Changamire, tinoyeuka kuti munyengedzi uya paakanga achiri mupenyu akati, ‘Mushure memazuva matatu ndichamukazve.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

63 “Changamire, tinoyeuka kuti munyengedzi uya paakanga achiri mupenyu akati, ‘Mushure memazuva matatu ndichamukazve.’

Viz kapitola kopírovat

Mateo 27:63

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy