Mateo 27:58 - Shona BIBLE58 akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 akaenda kunaPirato, akakumbira mutumbu waJesu. Pirato akaraira kuti apiwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200258 akaenda kuna Pirato, akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akarayira kuti apiwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona58 akaenda kuna Pirato akakumbira chitunha chaJesu. Pirato akati ngachipiwe kwaari. Viz kapitola |