Mateo 27:53 - Shona BIBLE53 zvikabuda pamahwiro, iye akati amuka, vakapinda muguta dzvene, vakaonekwa navazhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 ʋakaɓuɗa pamabgiro, iye amuka, ʋakapinda muguta dɀene, ʋakaʋonekwa naʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200253 zvikabuda pamabwiro, iye akati amuka, vakapinda muguta dzvene, vakaonekwa navazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 Vakabuda mumakuva mushure mokumuka kwake. Vakapinda muguta dzvene vakaonekwa navazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona53 Vakabuda mumakuva mushure mokumuka kwake. Vakapinda muguta dzvene vakaonekwa navazhinji. Viz kapitola |