Online Bible

- Reklamy -

Mateo 27:45 - Shona BIBLE

45 Zvino kubva panguva yechitanhatu kusvikira panguva yepfumbamwe, rima rakavapo panyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

45 Ɀino kubva paŋguʋa yecitanhatu kuȿikira paŋguʋa yepfumbamŋe, rima rakaʋa’po panyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

45 Zvino kubva panguva yechitanhatu kusvikira panguva yepfumbamwe, rima rakavapo panyika yose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

45 Kubvira paawa yegumi nechipiri, masikati nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

45 Kubvira paawa yegumi nechipiri, masikati nyika yose yakati rima tiba kusvikira paawa yechitatu masikati.

Viz kapitola kopírovat

Mateo 27:45

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy