Mateo 27:4 - Shona BIBLE4 achiti, “Ndatadza, ndapandukira ropa risina chipomerwa.” Vakati, “Tine mhaka yeiko nazvo? Imhaka yako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 aciti: Ndatadza, ndapandukira ropa risinemhoȿa. Ʋakati: Tinemhaka yeiko naɀo? Imhaka yako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 achiti, “Ndatadza, ndapandukira ropa risina mhosva.” Vakati, “Tine mhaka yeiko nazvo? Imhaka yako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 “Ndakatadza nokutengesa kwandakaita ropa risina mhaka.” Ivo vakati, “Ko isu tinei nazvo. Ndezvako izvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 “Ndakatadza nokutengesa kwandakaita ropa risina mhaka.” Ivo vakati, “Ko isu tinei nazvo. Ndezvako izvo.” Viz kapitola |