Mateo 27:34 - Shona BIBLE34 vakamupa waini yakavhenganiswa nenduru, kuti anwe; asi akati aravira, akaramba kunwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 ʋakamupa waini yakaveŋganiswa nenduru, kuti anwe; asi wakati araʋira, akaramba kunwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 vakamupa waini yakavhenganiswa nenduru, kuti anwe; asi akati aravira, akaramba kunwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 vakamupa waini yakasanganiswa nenduru kuti anwe. Paakairavira akaramba kuinwa. Viz kapitola |