Mateo 27:32 - Shona BIBLE32 Vakati vachibuda, vakawana munhu weKurini, ainzi Simoni; vakamumanikidza iye kuti atakure muchinjikwa wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ʋakati ʋaciɓuɗa, ʋakawana munhu weKurini, wainzi Simoni; ʋakamumanikidza iye kuti atakure mucinjikwa wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Vakati vachibuda, vakawana munhu weKurini, ainzi Simoni; vakamumanikidza iye kuti atakure muchinjikwa wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Pavakanga vakubuda, vakasangana nomumwe murume wokuSairini ainzi Simoni. Vakamanikidza murume iyeyo kutakura muchinjikwa waJesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Pavakanga vakubuda, vakasangana nomumwe murume wokuSairini ainzi Simoni. Vakamanikidza murume iyeyo kutakura muchinjikwa waJesu. Viz kapitola |