Mateo 27:21 - Shona BIBLE21 Gavhuna akapindura, akati kwavari, “Munoda kuti ndikusunungurirei aniko kuna ivavo vaviri?” Vakati, “Bharabhasi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Muɓati akapindura, akati kwaʋari: Munoɗa kuti ndikusunuŋgurirei aniko kunaiʋaʋo ʋaʋiri? Ʋakati: Barabasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Gavhuna akapindura, akati kwavari, “Munoda kuti ndikusunungurirei aniko kuna ivavo vaviri?” Vakati, “Bharabhasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mutongi akatizve kwavari, “Pavaviri ava ndiani wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati, “Bharabhasi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mutongi akatizve kwavari, “Pavaviri ava ndiani wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati, “Bharabhasi.” Viz kapitola |