Mateo 27:18 - Shona BIBLE18 Nokuti akanga achiziva kuti vakanga vamuisa kwaari negodo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Nokuti wakaŋga aciziʋa kuti ʋakaŋga ʋamuisa kwaari negoɗo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Nokuti akanga achiziva kuti vakanga vamuisa kwaari negodo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Akadaro nokuti aiziva kuti vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Akadaro nokuti aiziva kuti vakanga vaturira Jesu kwaari pamusana peshanje. Viz kapitola |