Mateo 27:1 - Shona BIBLE1 Ava mangwana, vapristi vakuru vose navakuru vavanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Aʋa maŋgwana, ʋaprista ʋakuru ʋose naʋakuru ʋaʋanhu ʋakaraŋgana pamsoro paJesu kuti ʋamuʋuraye; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Ava mangwana, vapristi vakuru vose navakuru vavanhu vakarangana pamusoro paJesu kuti vamuuraye; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kuzoti kwaedza vapristi vakuru vose navakuru–vakuru vavanhu vakaita bangano rokuti vauraye Jesu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kuzoti kwaedza vapristi vakuru vose navakuru–vakuru vavanhu vakaita bangano rokuti vauraye Jesu. Viz kapitola |