Mateo 26:9 - Shona BIBLE9 “Nokuti mafuta awa angadai atengeswa nemari zhinji, ikapiwa varombo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti cizoro ici ciŋgaɗai cateŋgeswa nemari zhinji, ikapiwa ʋarombo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Nokuti mafuta awa angadai atengeswa nemari zhinji, ikapiwa varombo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nokuti mafuta aya angadai atengeswa nemari yakawanda kwazvo ikapiwa kuvarombo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Nokuti mafuta aya angadai atengeswa nemari yakawanda kwazvo ikapiwa kuvarombo. Viz kapitola |