Mateo 26:74 - Shona BIBLE74 Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)74 Ɀino wakataŋga kutuka nokupika, aciti: Handimuziʋi munhu uyu. Pakarepo joŋgwe rikarira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200274 Zvino akatanga kutuka nokupika, nemhiko achiti, “Handimuzivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rikakukuridza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona74 Pita akatanga kuzvirengerera rushambwa achitopika achiti, “Handizivi munhu uyu.” Pakarepo jongwe rakabva rakukuridza. Viz kapitola |