Mateo 26:69 - Shona BIBLE69 Petirosi akanga agere panze paruvazhe. Zvino mushandiri akauya kwaari, akati, “Newewo wakanga unaJesu weGareriya.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)69 Petro wakaŋga agere panze paruʋazhe. Ɀino mushandiri akaʋuya kwaari, akati: Newe ʋo wakaŋga unaJesu weGarirea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200269 Petirosi akanga agere panze paruvazhe. Zvino mushandiri akauya kwaari, akati, “Newewo wakanga unaJesu weGariria.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika69 Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona69 Pita akanga agere panze muruvanze, mumwe musikana webasa akauya kwaari akati, “Newewo wanga uina Jesu wokuGarirea.” Viz kapitola |