Online Bible

- Reklamy -

Mateo 26:61 - Shona BIBLE

61 “Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari, ndikaivakazve namazuva matatu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

61 Munhu uyu wakati: Ndinogona kuputsa tembere yaMŋari, ndikaiʋaka ɀe namazuʋa matatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

61 “Munhu uyu akati, ‘Ndinogona kuputsa temberi yaMwari, ndikaivakazve namazuva matatu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

61 “Munhu uyu akati ndinokwanisa kupaza Temberi yaMwari ndichiivaka namazuva matatu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

61 “Munhu uyu akati ndinokwanisa kupaza Temberi yaMwari ndichiivaka namazuva matatu.”

Viz kapitola kopírovat

Mateo 26:61

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy