Mateo 26:52 - Shona BIBLE52 Zvino Jesu akati kwaari, “Dzosera munondo wako muhara ravo, nokuti vose vanobata munondo, vachafa nomunondo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)52 Ɀino Jesu akati kwaari: Dzosera munondo wako mumuhara wawo, nokuti ʋose ʋanoɓata munondo, ʋacafa nomunondo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200252 Zvino Jesu akati kwaari, “Dzosera munondo wako muhara ravo, nokuti vose vanobata munondo, vachafa nomunondo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona52 Jesu akamuti, “Dzosera bakatwa rako panzvimbo paro nokuti vose vanoshandisa bakatwa vanofa nebakatwa. Viz kapitola |