Mateo 26:40 - Shona BIBLE40 Akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata; akati kuna Petirosi, “Makanga musingagoni seiko kurinda neni awa imwechete? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Akaenda kuʋadzidzi, akaʋawana ʋaʋata; akati kunaPetro: Makaŋga musiŋgagoni seiko kurinda neni ŋguʋa imŋe cete? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Akaenda kuvadzidzi, akavawana vavata; akati kuna Petirosi, “Makanga musingagoni seiko kurinda neni awa imwechete? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Akadzokera kuna vadzidzi akavawana vatokotsira. Jesu akati kuna Pita, “Saka matadzaka imi kurindira neni kweawa imwechete? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Akadzokera kuna vadzidzi akavawana vatokotsira. Jesu akati kuna Pita, “Saka matadzaka imi kurindira neni kweawa imwechete? Viz kapitola |