Mateo 26:37 - Shona BIBLE37 Akatora Petirosi navanakomana vaZebhedhi vaviri, akatanga kuva neshungu nokudumbirwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Akatora Petro naʋanakomana ʋaZebedi ʋaʋiri, akataŋga kuʋa neshuŋgu nokuɗumbirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200237 Akatora Petirosi navanakomana vaZebhedhi vaviri, akatanga kuva neshungu nokudumbirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Akatora Pita navanakomana vaviri vokwaZebhedhi akabva atanga kudumbirwa nokutambura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona37 Akatora Pita navanakomana vaviri vokwaZebhedhi akabva atanga kudumbirwa nokutambura. Viz kapitola |