Mateo 26:36 - Shona BIBLE36 Zvino Jesu akasvika navo panzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi, “Garai pano, ini ndichaenda kundonyengetera uko.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino Jesu wakaȿika naʋo panɀimbo inonzi Getsemani, akati kuʋadzidzi: Garai pano, ini ndicaenda kundonyeŋgetera uko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino Jesu akasvika navo panzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi, “Garai pano, ini ndichaenda kundonyengetera uko.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Jesu akaenda navo kune imwe nzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi vake, “Garai pano ini ndimboenda uko ndimbondonamata.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Jesu akaenda navo kune imwe nzvimbo inonzi Getsemani, akati kuvadzidzi vake, “Garai pano ini ndimboenda uko ndimbondonamata.” Viz kapitola |