Mateo 26:20 - Shona BIBLE20 Ava madekwana, akagara pakudya navadzidzi vane gumi navaviri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Aʋa maɗekwana, akagara pakudya naʋadzidzi ʋanegumi naʋaʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Ava madekwana, akagara pakudya navadzidzi vane gumi navaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ava manheru, Jesu akagara pakudya navadzidzi gumi navaviri. Viz kapitola |