Mateo 26:19 - Shona BIBLE19 Vadzidzi vakaita pavakarayirwa napo naJesu, vakagadzira Pasika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋadzidzi ʋakaita paʋakarairwa napo naJesu, ʋakagadzira paseka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Vadzidzi vakaita pavakarayirwa napo naJesu, vakagadzira Pasika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vadzidzi vakaita sokutaurirwa kwavakanga vaitwa naJesu. Vakagadzirira Pasika. Viz kapitola |