Mateo 26:15 - Shona BIBLE15 akati, “Muchandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri?” Vakamutemera makumi matatu emari yesirivha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 akati: Mucandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri? Ʋakamuyerera masirveri anamakumi matatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 akati, “Muchandipeiko, kana ndikamuisa kwamuri?” Vakamutemera makumi matatu emari yesirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 akati, “Muchandipa chii kana ndikamuturira kwamuri.” Vakamubhadhara makumi matatu emari yesirivha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 akati, “Muchandipa chii kana ndikamuturira kwamuri.” Vakamubhadhara makumi matatu emari yesirivha. Viz kapitola |