Mateo 26:10 - Shona BIBLE10 Asi Jesu, achizvinzwa, akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti andiitira basa rakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi Jesu, aciɀinzwa, akati kwaʋari: Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti wandiitira ɓasa rakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi Jesu, achizvinzwa, akati kwavari, “Munotambudzireiko mukadzi uyu? Nokuti andiitira basa rakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Jesu achizviziva, akati kwavari, “Ko munonetserei mukadzi uyu? Inga aita chinhu chakanakisisa wani kwandiri. Viz kapitola |