Mateo 25:6 - Shona BIBLE6 “Pakati pousiku vakanzwa mhere–mhere, ‘Muwani auya! Budai mumuchingamidze!’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Pakati poʋusiku ʋakanzwa mhere‐mhere: Cikomba coʋuya! Ƃuɗai mumuciŋgamidzei! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Pakati pohusiku vakanzwa mheremhere, ‘Muwani auya! Budai mumuchingamidze!’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Pakati pousiku pakaridzwa mhere yokuti, ‘Muwani wouya, budai mumuchingure.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Pakati pousiku pakaridzwa mhere yokuti, ‘Muwani wouya, budai mumuchingure.’ Viz kapitola |