Mateo 25:44 - Shona BIBLE44 Zvino naivava vachapindura, vachiti, ‘Ishe, takakuonai rinhiko mune nzara, kana mune nyota, kana muri mweni, kana musina nguo, kana muchirwara, kana muri mutorongo, tikasakushumirai?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Ɀino naiʋaʋa ʋacapindura, ʋaciti: Ishe, takakuʋonai riniko munenzara, kana munenyota, kana muri mŋeni, kana musineŋguʋo, kana mucirwara, kana muri mutoroŋgo, tikasakushumirai? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Zvino naivava vachapindura, vachiti, ‘Ishe, takakuonai riniko mune nzara, kana mune nyota, kana muri mweni, kana musina nguo, kana muchirwara, kana muri mutorongo, tikasakushumirai?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 “Ivo vachapindurawo vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara kana kuti muine nyota kana muri mweni kana musina chokupfeka kana kuti muchirwara kana kuti muri mujeri tikasakuitirai chinhu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 “Ivo vachapindurawo vachiti, ‘Tenzi ndirini watakakuonai muine nzara kana kuti muine nyota kana muri mweni kana musina chokupfeka kana kuti muchirwara kana kuti muri mujeri tikasakuitirai chinhu.’ Viz kapitola |