Mateo 25:42 - Shona BIBLE42 Nokuti ndakanga ndine nzara, mukasandipa chokudya; ndakanga ndine nyota, mukasandipa chokunwa; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Nokuti ndakaŋga ndinenzara, mukasandipa cokudya; ndakaŋga ndinenyota, mukasandipa cokunwa; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Nokuti ndakanga ndine nzara, mukasandipa chokudya; ndakanga ndine nyota, mukasandipa chokunwa; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 nokuti ndakanga ndiine nzara mukasandipa chokudya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 nokuti ndakanga ndiine nzara mukasandipa chokudya. Viz kapitola |