Mateo 25:39 - Shona BIBLE39 Takakuonai rinhiko muchirwara, kana muri mujeri, tikauya kwamuri?’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Takakuʋonai riniko mucirwara, kana muri mutoroŋgo, tikaʋuya kwamuri? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Takakuonai riniko muchirwara, kana muri mujeri, tikauya kwamuri?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Ndirini watakakuonai muchirwara kana kuti muri mujeri tikakushanyirai?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Ndirini watakakuonai muchirwara kana kuti muri mujeri tikakushanyirai?’ Viz kapitola |