Mateo 25:38 - Shona BIBLE38 Takakuonai rinhiko muri mweni, tikakugamuchirai? Kana musina nguo, tikakupfekedzai? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Takakuʋonai riniko muri mŋeni, tikakugamucirai? kana musineŋguʋo, tikakupfekedzai? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Takakuonai riniko muri mweni, tikakugamuchirai? Kana musina nguo, tikakupfekedzai? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Ndirini watakakuonai muri muenzi tikakugamuchirai kana kuti musina chokupfeka tikakupfekedzai? Viz kapitola |