Mateo 25:3 - Shona BIBLE3 “Nokuti mapenzi akatora mwenje yawo, akasatora mafuta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti mapenzi akatora mŋenje yawo, akasatora mafuta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 “Nokuti vasina hanya vakatora mwenje yawo, vakasatora mafuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vakanga vasina kungwara vaya, pavakatora marambi avo, havana kutakura mamwe mafuta. Viz kapitola |