Mateo 25:29 - Shona BIBLE29 Nokuti mumwe nomumwe unazvo, achapiwa, ave nezvizhinji; asi asina, achatorerwa nezvaanazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Nokuti mumŋe nomumŋe unaɀo, ucapiwa, aʋe neɀizhinji; asi usina, ucatorerwa neɀaanaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Nokuti mumwe nomumwe unazvo, achapiwa, ave nezvizhinji; asi asina, achatorerwa nezvaanazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Nokuti uyo anazvo anotopamhidzirwa zvimwe achitova nezvakatowanda–wanda asi uyo asina, kunyange chaanenge anacho achatorerwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Nokuti uyo anazvo anotopamhidzirwa zvimwe achitova nezvakatowanda–wanda asi uyo asina, kunyange chaanenge anacho achatorerwa. Viz kapitola |