Mateo 25:18 - Shona BIBLE18 Asi akapiwa rimwe, akenda, akachera pasi, akaviga mari yaishe wake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Asi wakapiwa rimŋe, wakaenda, akacera pasi, akaʋiga mari yashe wake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Asi akapiwa rimwe, akenda, akachera pasi, akaviga mari yaishe wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Asi uya akagamuchira mari yetarenda rimwechete akaenda akandoricherera pasi akaviga mari yatenzi wake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 Asi uya akagamuchira mari yetarenda rimwechete akaenda akandoricherera pasi akaviga mari yatenzi wake. Viz kapitola |