Mateo 25:16 - Shona BIBLE16 Pakarepo iye, akapiwa matarenda mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamwe mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Pakarepo iye, wakapiwa matarenta mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamŋe mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Pakarepo iye, akapiwa matarenda mashanu, akaenda akaita mhindu nawo, akawana mamwe mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Uya akagamuchira mari yamatarenda mashanu akabva aenda pakarepo akandoita mhindu nayo, akaita mari yamamwe matarenda mashanu. Viz kapitola |