Mateo 24:9 - Shona BIBLE9 “Zvino vachakuisai kumatambudziko, vachakuurayai, muchavengwa namarudzi ose nokuda kwezita rangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀino ʋacakuisai kumaɗambudziko, ʋacakuʋurayai, mucaʋeŋgwa namarudzi ose nokuɗa kwezita raŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Zvino vachakuisai kumadambudziko, vachakuurayai, muchavengwa namarudzi ose nokuda kwezita rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Vachakupinzai mudambudziko vachikuurayai. Muchavengwa namarudzi ose pamusana pezita rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Vachakupinzai mudambudziko vachikuurayai. Muchavengwa namarudzi ose pamusana pezita rangu. Viz kapitola |