Online Bible

- Reklamy -




Mateo 24:3 - Shona BIBLE

3 Akati agara pagomo reMiorivhi, vadzidzi vake vakauya kwaari, vari voga, vakati, “Tiudzei, kuti izvozvi zvichagova rinhiko? Nechiratidzo chokuuya kwenyu nechokuguma kwenyika chichava chipiko?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Wakati agara pagomo reMiorivi, ʋadzidzi ʋake ʋakaʋuya kwaari, ʋari ʋoga, ʋakati: Tiʋudzei, kuti iɀoɀi ɀicagoʋa riniko? Neciratidzo cokuʋuya kwenyu necokuguma kwenyika cicaʋa cipiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Akati agara pagomo reMiorivhi, vadzidzi vake vakauya kwaari, vari voga, vakati, “Tiudzei, kuti izvozvi zvichagova riniko? Nechiratidzo chokuuya kwenyu nechokuguma kwenyika chichava chipiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Paakanga akagara pagomo roMuorivhi, vadzidzi vakauya kwaari vari voga pachavo vachiti, “Tiudzei, zvichaitika rinhi izvi uye chii chicharatidza kuti mavakuuya, uyewo kuti nyika yava kuguma?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Paakanga akagara pagomo roMuorivhi, vadzidzi vakauya kwaari vari voga pachavo vachiti, “Tiudzei, zvichaitika rinhi izvi uye chii chicharatidza kuti mavakuuya, uyewo kuti nyika yava kuguma?”

Viz kapitola kopírovat




Mateo 24:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy