Mateo 24:29 - Shona BIBLE29 “Pakarepo, shure kwokutambudzika kwamazuva iwayo, zuva richasviba, mwedzi hauchazobwinyi, nyenyedzi dzichawa kudenga, namasimba okudenga achazununguswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Pakarepo, shure kwokutambudzika kwamazuʋa iwayo, zuʋa ricaȿiɓa, mŋedzi haucazobginyi, nyeredzi dzicawa kuɗeŋga, namasimba okuɗeŋga acazunuŋguswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 “Pakarepo, shure kwokutambudzika kwamazuva iwayo, zuva richasviba, mwedzi hauchazobwinyi, nyeredzi dzichawa kudenga, namasimba okudenga achazununguswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 “Nhamo yamazuva iwayo ichangobva mukupera, zuva richaora, mwedzi uchisvipa uye nyenyedzi dzichadonha kubva mudenga. Masimba omumatenga achazungunutswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 “Nhamo yamazuva iwayo ichangobva mukupera, zuva richaora, mwedzi uchisvipa uye nyenyedzi dzichadonha kubva mudenga. Masimba omumatenga achazungunutswa. Viz kapitola |